2 Samueri 5:16-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Erishama, Eriadha naErifereti.

17. VaFiristia vakati vanzwa kuti Dhavhidhi azodzwa kuti ave mambo weIsraeri, vakakwira vose kundomutsvaka, asi Dhavhidhi akazvinzwa ndokubva aburukira kunhare.

18. Zvino vaFiristia vakanga vauya vakapararira muMupata weRefaimu.

2 Samueri 5