2 Samueri 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akapindura Rekabhu naBhaana, vanakomana vaRimoni muBheeroti akati, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu, uyo akandinunura munjodzi dzose,

2 Samueri 4

2 Samueri 4:1-12