2 Samueri 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

pandakaudzwa nomumwe murume kuti, ‘Sauro afa,’ iye achifunga kuti ari kuuya nenhau dzakanaka, ndakamubata ndikamuuraya paZikiragi. Ndiwo mubayiro wandakamupa pamashoko ake!

2 Samueri 4

2 Samueri 4:6-11