2 Samueri 24:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joabhu akazivisa uwandu hwavanhu kuna mambo akati: MuIsraeri makanga mune mazana masere ezviuru zvavarume vakanga vakasimba uye vaigona kubata munondo, uye muJudha maiva namazana mashanu ezviuru.

2 Samueri 24

2 Samueri 24:4-15