2 Samueri 24:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hana yaDhavhidhi yakarova shure kwokuverenga kwake varume vokurwa, akati kuna Jehovha, “Ndatadza zvikuru pane zvandaita. Haiwa Jehovha, zvino ndinokukumbirai, bvisa mhaka yomuranda wenyu. Ndaita chinhu choupenzi kwazvo.”

2 Samueri 24

2 Samueri 24:9-17