2 Samueri 24:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Joabhu akapindura mambo achiti, “Jehovha Mwari wenyu ngaawanze varwi kakapetwa kupfuura rune zana, uye meso ashe wangu mambo azvione. Asi ishe wangu mambo anodireiko kuita chinhu chakadai?”

2 Samueri 24

2 Samueri 24:1-12