2 Samueri 24:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka mambo akati kuna Joabhu navakuru vehondo vaiva naye, “Endai pakati pamarudzi ose avaIsraeri kubva kuDhani kusvikira kuBheerishebha mundonyora varume vokurwa, kuti ndizive kuti vangani varipo.”

2 Samueri 24

2 Samueri 24:1-5