2 Samueri 23:34-39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

34. Erifereti mwanakomana waAhasibhai muMaakati,Eriamu mwanakomana waAhitoferi muGironi,

35. Heziro muKarimeri, Paarai muAribhiti,

36. Igari mwanakomana waNatani aibva kuZobha, mwanakomana waHagiri,

37. Zereki muAmoni,Naharai muBheeroti, mutakuri wenhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabhu mwanakomana waZeruya,

38. Ira muItiri,Garebhi muItiri

39. naUria muHiti.Vose vaiva makumi matatu navanomwe pamwe chete.

2 Samueri 23