2 Samueri 22:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye anopa mambo wake kukunda kukuru;anoratidza unyoro hwake kumuzodziwa wake,kuna Dhavhidhi nezvizvarwa zvake nokusingaperi.”

2 Samueri 22

2 Samueri 22:47-51