2 Samueri 23:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Ngazvive kure neni, Jehovha, kuti ndiite izvi! Ko, iri harisi ropa ravarume vakaendako vachiisa upenyu hwavo panjodzi here?” Uye Dhavhidhi akaramba kuinwa. Izvi ndizvo zvakaitwa nemhare nhatu.

2 Samueri 23

2 Samueri 23:16-27