2 Samueri 23:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka mhare nhatu dzakapinda napakati pavaFiristia, vakachera mvura kubva mutsime raiva pedyo nesuo reBheterehema vakaitakura vakaenda nayo kuna Dhavhidhi. Asi akaramba kuinwa, akaidururira pasi kuna Jehovha.

2 Samueri 23

2 Samueri 23:9-25