2 Samueri 23:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Shama akanyatsomira pakati pomunda. Akaudzivirira akauraya vaFiristia, uye Jehovha akauyisa kukunda kukuru.

2 Samueri 23

2 Samueri 23:2-18