2 Samueri 23:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aimutevera akanga ari Shama mwanakomana weAgi muHarari. VaFiristia vakati vaungana pamwe chete panzvimbo yakanga ine munda wakanga uzere nenyemba, varwi vavaIsraeri vakatiza pamberi pavo.

2 Samueri 23

2 Samueri 23:8-17