2 Samueri 22:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Nyika yakadedera uye ikazungunuka, nheyo dzokudenga dzakadengenyeka;dzakadedera nokuti akanga atsamwa.

2 Samueri 22

2 Samueri 22:1-12