2 Samueri 22:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukutambudzika kwangu ndakadana kuna Jehovha;ndakadanidzira kuna Mwari wangu.Akanzwa inzwi rangu ari mutemberi yake; kuchema kwangu kwakasvika munzeve dzake.

2 Samueri 22

2 Samueri 22:2-11