2 Samueri 20:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joabhu akati kuna Amasa, “Wakadiniko, munun'una wangu?” Ipapo Joabhu akabata ndebvu dzaAmasa noruoko rwake rworudyi kuti amutsvode.

2 Samueri 20

2 Samueri 20:1-15