2 Samueri 2:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Joabhu akaridza hwamanda, vanhu vose vakamira; vakarega kudzinganisa vaIsraeri, vakasazorwazve.

2 Samueri 2

2 Samueri 2:25-32