2 Samueri 2:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo akapindura akati, “Ndinopika naMwari mupenyu, dai wanga usina kuzvitaura, varume ava vangadai varamba vachidzinganisa hama dzavo kusvikira mangwana mangwanani.”

2 Samueri 2

2 Samueri 2:21-30