2 Samueri 19:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Joabhu akapinda mumba kuna mambo akati, “Nhasi manyadzisa vanhu vose, avo vachangoponesa upenyu hwenyu noupenyu hwavanakomana navanasikana venyu uye noupenyu hwavakadzi venyu navarongo venyu.

2 Samueri 19

2 Samueri 19:2-14