2 Samueri 19:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akafukidza chiso chake akachema zvikuru achiti, “Haiwa mwanakomana wangu Abhusaromu! Haiwa Abhusaromu, mwanakomana wangu, mwanakomana wangu!”

2 Samueri 19

2 Samueri 19:2-13