2 Samueri 19:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vose veJudha vakapindura varume veIsraeri vachiti, “Takaita izvi nokuti mambo ihama yedu yapedyo. Seiko imi matsamwiswa nazvo? Tambodya here zvinhu zvamambo? Tambozvitorera kana chinhu chimwe chete here?”

2 Samueri 19

2 Samueri 19:35-43