2 Samueri 19:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye varume vose veIsraeri vakauya kuna mambo uye vakati kwaari, “Hama dzedu, varume veJudha, vakabireiko mambo vakamuuyisa neimba yake mhiri kweJorodhani, pamwe chete navanhu vake vose?”

2 Samueri 19

2 Samueri 19:34-43