2 Samueri 19:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akanga ane vaBhenjamini vaisvika chiuru, pamwe chete naZibha, mutariri weimba yaSauro, uye navanakomana vake gumi navashanu navaranda vake makumi maviri. Vakamhanyira kuJorodhani uko kwakanga kwava namambo.

2 Samueri 19

2 Samueri 19:10-20