2 Samueri 19:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shimei mwanakomana waGera, muBhenjamini aibva kuBhahurimi, akakurumidza kuburuka navanhu veJudha kuti vandosangana naMambo Dhavhidhi.

2 Samueri 19

2 Samueri 19:10-19