2 Samueri 17:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange izvozvi vakavanda mubako kana pane imwe nzvimbo. Kana vakatanga kurwa navarwi venyu, ani naani anonzwa nezvazvo achati, ‘Pakati pavarwi vanotevera Abhusaromu paurayiwa vanhu.’

2 Samueri 17

2 Samueri 17:6-15