2 Samueri 17:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo kunyange murwi akashinga kwazvo, ane mwoyo wakaita soweshumba, achati rukutu nokutya, nokuti vaIsraeri vose vanoziva kuti baba venyu murwi uye kuti vose vavanavo vakashinga.

2 Samueri 17

2 Samueri 17:3-14