2 Samueri 16:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Abhishai mwanakomana waZeruya akati kuna mambo, “Ko, iyi imbwa yakafa ingatukirei ishe mambo wangu? Regai ndiende ndinodimura musoro wake.”

2 Samueri 16

2 Samueri 16:1-11