2 Samueri 16:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akuripira ropa rose rawakadeura muimba yaSauro, uyo wawakatorera chigaro chokutonga. Jehovha apa ushe kumwanakomana wako Abhusaromu. Wasvika pakuparara nokuti uri munhu weropa!”

2 Samueri 16

2 Samueri 16:1-13