2 Samueri 16:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akabvunza Zibha akati, “Ko, wauyirei nezvinhu izvi?” Zibha akapindura akati, “Mbongoro ndedzeveimba yamambo kuti vatasve, zvingwa nemichero ndezvavarume kuti vadye, uye waini ndeyokupedza nyota yeavo vanga vaneta nokuda kwerenje.”

2 Samueri 16

2 Samueri 16:1-4