2 Samueri 16:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati afamba chinhambwe chiduku pamusoro pegomo, akaona Zibha, muranda waMefibhosheti akamumirira. Akanga ane mbongoro mbiri dzakanga dzakatakudzwa mazana maviri ezvingwa, nezana ramakeke amaonde nedende rewaini.

2 Samueri 16

2 Samueri 16:1-9