2 Samueri 14:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvimwe mambo vangabvuma kurwira murandakadzi wavo kubva paruoko rwomunhu anotsvaka kuparadza zvose ini nomwanakomana wangu kuti tirege kugara nhaka yatakapiwa naMwari.’

2 Samueri 14

2 Samueri 14:12-22