2 Samueri 14:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvino ini ndauya kuzotaura izvi kuna ishe mambo wangu nokuti vanhu vandityisidzira. Murandakadzi wenyu akafunga akati, ‘Rega ndinotaura namambo zvimwe vangaitira muranda wavo zvaanokumbira.

2 Samueri 14

2 Samueri 14:12-16