2 Samueri 13:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatora pani ndokumupa chingwa, asi iye akaramba kudya. Amunoni akati, “Vanhu vose ngavabude muno.” Saka vanhu vose vakabuda.

2 Samueri 13

2 Samueri 13:4-16