2 Samueri 13:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Amunoni ndokubva ati kuna Tamari, “Uya nezvokudya muno mumba mangu mokurara ndidye zvichibva muruoko rwako.” Zvino Tamari akatora chingwa chaakanga abika akaenda nacho mumba yokurara yehanzvadzi yake Amunoni.

2 Samueri 13

2 Samueri 13:5-11