2 Samueri 13:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Amunoni akavata pasi akanyepedzera kurwara. Zvino mambo paakauya kuzomuona, Amunoni akati kwaari, “Ndinokumbira kuti Tamari hanzvadzi yangu auye andibikire chingwa chakaisvonaka ndichiona, kuti ndigodya zvichibva mumaoko ake.”

2 Samueri 13

2 Samueri 13:5-9