2 Samueri 13:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jonadhabhu akati, “Enda unorara unyepedzere kurwara. Zvino kana baba vako vauya kuzokuona, uti kwavari, ‘Ndinokumbira kuti hanzvadzi yangu Tamari auye andipe zvokudya. Ndinoda kuti agadzire zvokudya ini ndichiona kuti ndimuone uye ipapo ndigodya zvichibva mumaoko ake.’ ”

2 Samueri 13

2 Samueri 13:1-8