2 Samueri 13:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Abhusaromu akati, “Kana zvisingaiti, chitenderai henyu munun'una wangu Amunoni kuti aende nesu.” Mambo akamubvunza akati, “Ko, iye anoendereiko, nemi?”

2 Samueri 13

2 Samueri 13:18-28