2 Samueri 13:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akapindura akati, “Kwete, mwanakomana wangu. Hatifaniri kuenda tose; tingazova mutoro kwauri.” Kunyange zvazvo akamugombedzera, akaramba kuenda, asi akamuropafadza.

2 Samueri 13

2 Samueri 13:15-32