2 Samueri 13:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati kwaari, “Kwete! Kundidzinga muno kwakashata kudarika zvawatondiita nechakare.” Asi iye akaramba kumuteerera.

2 Samueri 13

2 Samueri 13:12-18