2 Samueri 13:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Amunoni akabva amuvenga nokuvenga kukuru kwazvo, akamuvenga kupfuura kumuda kwaaiva ambomuita. Amunoni akati kwaari, “Muka uende!”

2 Samueri 13

2 Samueri 13:9-22