2 Samueri 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akatuma Natani kuna Dhavhidhi. Paakasvika kwaari, akataura akati, “Pakanga pana varume vaviri mune rimwe guta, mumwe akanga akapfuma mumwe ari murombo.

2 Samueri 12

2 Samueri 12:1-10