2 Samueri 11:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mazuva okuchema akati apera, Dhavhidhi akamuuyisa kumba kwake, akava mukadzi wake, uye akamuberekera mwanakomana. Asi chinhu ichi chakaitwa naDhavhidhi hachina kufadza Jehovha.

2 Samueri 11

2 Samueri 11:22-27