2 Samueri 11:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akakokwa naDhavhidhi, akadya nokunwa naye, uye Dhavhidhi akaita kuti adhakwe. Asi ava madekwana Uria akabuda akandovata panhoo yake pamwe chete navaranda vatenzi wake; haana kuenda kumba kwake.

2 Samueri 11

2 Samueri 11:5-15