2 Samueri 11:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akati kwaari, “Chigara hako pano kwezuva rimwe chete, mangwana ndigokutendera hangu kuti udzokere.” Naizvozvo Uria akagara muJerusarema zuva iroro neraitevera.

2 Samueri 11

2 Samueri 11:8-21