2 Samueri 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akabvunza jaya rakanga rauya neshoko iri akati, “Unoziva sei kuti Sauro nemwanakomana wake Jonatani vafa?”

2 Samueri 1

2 Samueri 1:1-7