2 Samueri 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akabvunza akati, “Chii chaitika ikoko? Ndiudze.” Iye akati, “Vanhu vatiza kubva pavanga vachirwira. Vazhinji vavo vafa. Sauro nomwanakomana wake Jonatani vafa.”

2 Samueri 1

2 Samueri 1:1-9