2 Samueri 1:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Sauro naJonatani, muupenyu vaidikanwa uye vakanaka, nomurufu havana kuparadzaniswa. Vaimhanya kupfuura makondo, vaiva vakasimba kupfuura shumba.

2 Samueri 1

2 Samueri 1:17-27