2 Samueri 1:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva muropa ravakaurayiwa, kubva munyama yemhare, uta hwaJonatani hahuna kudzoka, munondo waSauro hauna kudzoka usina kugutswa.

2 Samueri 1

2 Samueri 1:20-24