2 Samueri 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Dhavhidhi akanga ati kwaari, “Ropa rako ngarive pamusoro pako. Muromo wako ndiwo wazvipupurira pawati, ‘Ndauraya muzodziwa waJehovha.’ ”

2 Samueri 1

2 Samueri 1:11-21