2 Samueri 1:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akadana mumwe wavarume vaaiva navo akati, “Enda, umuuraye!” Naizvozvo akamubaya, akafa.

2 Samueri 1

2 Samueri 1:13-18